Bute ifodya yakaita upfu, inoputwa munhu achiita yekufemba mumhuno. Bute zvinhu zvinenge zviri kubhururuka zvakawanda, sehwiza kana nyuchi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Hangachepfu yevanoputa bute haitani kusviba.”
“Ukafemba bute unohotsira.”