Browse Words
Shona Definition
Butiro mukasaga munenge makaputirwa mwana paanenge achiri muchibereko chaamai munozoputika paanozvarwa. Butiro kaganda kanowanikwa mukati megekenya rezai. Butiro imari inobviswa pakuripa kana munhu akange ashinhwa nemukadzi wemumwe.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Iri butiro romwana achiri mudumbu, rinosariramo kana mai vachangopona mwana.”
from chavakuru