Used in other entries
“Mwana anodya bota nechipunu.”
from chipunu“Kupa mwana bota chisuku itsika yasarira munzvimbo dziri kure nemaguta.”
from chisuku“Ku kwata kufashaira kunoita bota kana sadza.”
from -kwata“Uku kudya kunenge kwakasanganiswa-sanganiswa kuchinge bota.”
from gwerendende“Kamura upfu hushoma hwokungokurunga bota romwana chete.”
from -kamura“Kana munhu aka hwimbura bota anenge achirikambura nezvigunwe achiratidza kukara.”
from -hwimbura