Used in other entries
“Ku kunya kupeta maoko ehembe kana bhurukwa, kana kupeta hembe yakapfekwa.”
from -kunya“Pandaibuda muchovhamubaiwa iya, bhurukwa rangu rakakakatwa nechipikiri pamusuo, rikabva rati mweu.”
from mweu“Bhandi musungo unoshandiswa kubata bhurukwa kana rokwe muchiuno kuti zvizadonhe kana kuti zvinyatsomira zvakanaka.”
from bhandi“bhurukwa”
from mudhebhe“Kana uka svada bhurukwa, rinenge rapinda pakati pamagaro.”
from -svada“Pandaibuda muchovhamubaiwa iya, bhurukwa rangu rakakakatwa nechipikiri pamusuo, rikabva rati mweu.”
from mweu