Used in other entries
“Kana munhu achi chovha bhasikoro anenge achifambisa zvitivhiri kuti mavhiri atenderere.”
from -chovha“Ku dzidza bhasikoro kutaridzwa kana kufundiswa machovhero aunoriita usingapunziki.”
from -dzidza“Bhasikoro rangu rakagurunurwa nembavha.”
from -gurunura“Handuro isimbi dzinobatwa namaoko pakufambisa nekururamisa bhasikoro kana mudhudhudhu.”
from handuro“bhasikoro Njinga munhu akasimba uye ane utano hwakanaka.”
from njinga“Mupurisa akasendeka bhasikoro rake pamadziro.”
from -sendeka