Used in other entries
“Kuti dhudyu kubaya chakapfava uchishandisa banga kana simbi.”
from dhudyu“Agwishura gavi ranga rakasungirwa muhuro medhongi achishandisa banga.”
from zvidimbu“Ku hwishura kugura chinhu kuita zvidimbu zvidiki, kazhinji uchishandisa banga.”
from -hwishura“Ku n'anyura kuvhura banga uchida kubaya kana kucheka.”
from -n'anyura“Nheya idanda kana simbi inogona kukuvadza, sezvakaita banga rakapinza kana rikabatwa zvisina ungwaru.”
from nheya“Ku nyadura kucheka munhu zvishomane paganda nereza, banga kana chimwewo chakapinza.”
from -nyadura