Browse Words
Shona Definition
-bango- izwi rinoratidza kuti zviri kuitwa kana kutaurwa hazvisiri kuzobudirira nekuti hapana zviripo. Mwana uyu kubangoenda hake kuchikoro haana zvaanoziva.
English Translation
"-bango-" is a word that indicates that what is being done or said will not succeed because there is nothing to support it. This child may go to school, but in vain, he knows nothing.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.