Used in other entries
“Chaingova chipwati pakasangana amai nomwana mushure megore vaparadzana.”
from chipwati“Amai vangu vaigara vachititaurira kuti upenyu makasa, saka tinofanira kugara takagadzirira nekuti hatizivi zvinoitika mangwana.”
from makasi“Mukomana uya akashura mare paakatuka amai vake.”
from mare“Ichi chirango chinoitwa nemukuwasha paanoendesa mudzimai wake kumusha kuna amai vake, kuti anosunungukira ikoko mwana wekutanga.”
from masungiro“Amai ava kana wavatuka haasweri.”
from hokuno“Amai vangu vakagumbatira rusvava rwavo.”
from -gumbatira