DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Warara / warara nomuromo wake. (M)

Shona Definition

Munhu akaira afa, nezvido zvake zvaperawo. Vanhu vapenyu vanofanira kuramba vachisevenza nokuti ndivo vachada kudya. Napowo, vanhu havafaniri kudzorerwa shure mumabasa avo neavo vane usimbe.

English Translation

One who is dead or asleep no longer has needs that concern us; it is the living who must keep working, because they are the ones who will need to eat. Nor should anyone let the idle hold them back from their own work.

Cultural Context

“Spoken among relatives after a burial to console one another and urge a return to the business of living.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.