DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Wotofa uchidya chedemo. kuramba chebanga unofa uchichipanga.

Shona Definition

Munhu asina hana yakasimba haaudzwi zvinhu zvakavanzika nokuti anozozvifashanura. Chaanotonzwa ndechabuda pachena.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.