Browse Tsumo
Shona Definition
Vanhu vapenyu vanofunga kuti vose vakafa havana kunge vaona zvinhu zvapanyika zvizhinji. Ichi ichokwadi nokuti vakafa vakasiya zvinhu zvisina kupinduka sezvazvava nhasi.
English Translation
Those who are still alive reckon that the dead saw very little of what the world has to offer, since they departed before things had changed into what they are today.
Cultural Context
“Used when contrasting how much life has changed with the world the departed left behind.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.