DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Vakafa / vakazorora

Shona Definition

Vanhu vapenyu vanofunga kuti kana munhu afa azorora nokudaro vanotaura tsumo iyi vachinge vava munhamo dzapanyika.

English Translation

Those who have died are at rest. The living regard the dead as free at last from the troubles of this world.

Cultural Context

“Said by people who are overwhelmed by hardship in life.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.