DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Vakarima vanodyiwa navo

Shona Definition

Pachivanhu, hazvina zvokuti vakarima voga ndivo vanodya zvose zvavakarima. Kana munhu arima zvinoreva kuti achapawo vamwe kana kudya navo pamwe chete.

English Translation

By custom the produce of the fields is not kept for the cultivator alone; whoever works the land will share what he has grown and eat together with others.

Cultural Context

“Quoted particularly when beer is put out for everyone to drink freely.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.