DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mwoyochena ndowei, tsvimborume kubata mwana wemvana

Shona Definition

Kuitira munhu mutsa iwe uchiitira kuti ugowana chimwe chiro kwaari. Zvinofanana nomurume anoitira mudzimai mutsa achiitira kuti agozonyenga mwanasikana wake, lyi tsumo inofanana neinoti, ÔMwoyo weshe here dede (gudo) kurinda nyimo?

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.