DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Munhu akanaka afa.

Shona Definition

Munhu mupenyu haafaniri kuvimbwa naye nokuti anogara achifungira vamwe zvakaipa chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.