DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kurinda, kurinda dziva / kurinda tsime rinopwa

Shona Definition

Chinhu chokudya uye upfumi hwose hazvivimbwi nazvo; munhu akafanira kuchengetedza upenyu hwake kana kuti zvinhu zvinofambisa upenyu hwake kwenguva yakareba.

English Translation

A pool rewards the one who watches it; a well will go dry whether or not it is watched. Food and wealth are not things to lean on — what a person ought to keep safe is his life, or whatever sustains that life over a long stretch of time.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.