Browse Tsumo
Shona Definition
Kana munhu akamboitawo basa rake rakanaka asi pozowanawo zvimwe zvipingamupinyi zvinorikonesa kubudirira, munhu wacho angangoti ndezvaMatenga kana kuti ndezvemidzimu iri pasi. Ive hapana zvaangaita.
English Translation
When someone has done their work well but obstacles still block success, the failure is put down to heaven or to the ancestors below. There was nothing more the person could have done.
Cultural Context
“Said in defence of someone whose failure was caused by forces outside their control.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.