Browse Tsumo
Shona Definition
Kana une chaunoda kumunhu mukuru unochireva uchipota nokuna vamwe vanhu. Nokudarowo, kana paine nyaya inenge yaoma ichitemesa misoro, zviri nani kuitaura zvishoma nezvishoma kwete kukurumidza kuti ipere.
English Translation
When you want something from a senior person, you put your request through others rather than going at it head-on. In the same way, a hard and vexing matter is better raised little by little than pushed to a quick conclusion.
Cultural Context
“Applies to approaching elders with a request and to handling touchy disputes by indirect, gradual means.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.