Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu anoona zviri nyore kuita chinhu chakaipa kana kuti chine ngozi asi kuti achichidzorera kuti chive sapakutanga zvinorema. Sokuti munhu angataura rimwe shoko rinomupinza mumhosva asi kuridzorera pakare hazvichabviri.
English Translation
Doing or saying something harmful costs almost nothing, but undoing it afterwards is beyond anyone's power. The damage stands, however loudly the person responsible cries for rescue.
Cultural Context
“Said of reckless words or deeds whose consequences cannot be taken back, such as a remark that lands the speaker in trouble.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.