DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kukudza uchipa / kunobereka simbe

Shona Definition

Munhu kunyanya kunyengetedza nokuchengetedza chinhu zvinoitisa kuti chinhu chacho chife kana kurasika. Vana vanokura vachinyengetedzwa, vachiwana zvose ivo vagere zvavo ndivo vanozoita simbe paupenyu hwavo.

English Translation

Fussing over something and handing it everything can be the very thing that ruins it. Children raised with every want supplied while they sit idle grow into lazy adults.

Cultural Context

“Applied to parents whose foolish fondness for their children leads them to spoil them.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Rukombesa ropa runorasa neriri mumbiya

Grabbing too greedily at the blood being collected can make you knock over what is already safely in the dish. Over-eagerness for more costs you what you had already secured.