Browse Tsumo
Shona Definition
Kuita chinhu uri pana vamwe wakafanira kutanga waranganawo navo. Zvinhu zvinobatsira voruzhinji zvakafanira kuitwa mushure merangano kuti zvisazotsamwisa vamwe kana kupinza munhu mumwe mumhosva.
English Translation
Mixing the milk into the sadza is something others have to agree to; anything done among people, especially for the common good, should follow consultation.
Cultural Context
“Used to remind someone to consult those affected before acting on a matter of shared interest, lest they take offence or the doer be blamed.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.