DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Igangaidza-vavigi / kusvunura kwemufi

Shona Definition

Kana nhamo ikawira munhu nenzira inomuita kuti atadze kuirwisa, anodzamara okanda mapfumo pasi. Sokuti baba vakaona mwana wavo achitandaniswa nenyoka iye ari mhiri kworukova ruzere vanongofa neshungu asi havakwanisi kuyambuka kundomununudza.

English Translation

When trouble strikes in a way that leaves a person no means of fighting back, he is thrown into complete helplessness and finally gives up — like a father watching a snake go after his child from the far side of a flooded river.

Cultural Context

“Used of predicaments in which nothing whatsoever can be done.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.