Browse Tsumo
Shona Definition
Zvinotaridza kupusa uye udununu kana munhu achibvunza zvinhu zvinenge zviri pachena. Hapana munhu asingazivi kuti murume wamai vake ndiani. Nokudaro paupenyu hwavanhu kune zvimwe zvinhu zvisingaitwi uye zvimwe zvinobvumidzwawo kuita patsika.
English Translation
That mother is father's wife needs no saying. Asking about what is plain to everyone marks a person as foolish, and in the same way custom simply settles what may and may not be done.
Cultural Context
“Used to rebuke someone who questions the self-evident or the things custom has already fixed.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.