DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Idya zvose / gudo harina nhunzi

Shona Definition

Munhu mukuru-mukuru ngaade vanhu vose pasina rusarudzo nokuti vose vanongova vanhu vakafanana. Kana uri murume wakafanira kuziva kuti vakadzi vose vanozvara vana havana mutsauko.

English Translation

Take people as they come rather than picking and choosing, for everyone has the same worth. A man in particular should recognise that there is no difference between women who can bear him children.

Cultural Context

“Applied above all to choosing a marriage partner, against being over-selective.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.