DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Huku kudzidzowana gonye / inopedza musha naro

Shona Definition

Munhu akakurira munhamo, zuva raanowana zvitsva zvakawanda anoyavaya namanyawi achishaya nechokuita nemhosva yokufunga kuti pamwe angatorerwa zvaawana navamwe vanhu.

English Translation

Someone raised in poverty who suddenly comes into plenty cannot contain himself, parading his good fortune about and fretting that others may take it from him.

Cultural Context

“Applied to the exaggerated excitement of a poor person who unexpectedly strikes it lucky.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.