This is a variant of
Kushaya mbereko / ishamhu inorova asingadonhedze misodziKana munhu akashaya mwana nemhosva yokuti haazvari, hapana waanochemera. Anogaroshushikana mumwoyo make achikungura urema hwake.
Childlessness is a lash that draws no tears: the childless person has no one to cry to and simply broods inwardly over the affliction, often taking it for a punishment sent by God.