Used in other entries
“Kana waka mira muviri nemakumbo ako zvinenge zvakati twasa, iwe wakatsika pasi.”
from -mira“twasa .”
from tasa“Ichi chiratidzapedo chinoshandiswa mumipanda 4 ne Iyo mitsetse yawatara apo haina kunyatsi twasa.”
from iyo“Iyi inzvimbo iri nechepanze pemba, paya panenge denga rakaderera zvokuti paunopinda kana kubuda haugoni kufamba wakati twasa.”
from chikotamo“Chinhu chinonzi chaka dzvongama chinenge chakareba asi chisina kururama kuti twasa.”
from -dzvongama