DuraMazwi
Browse Words
Words

-mira

Shona Definition

Kana waka mira muviri nemakumbo ako zvinenge zvakati twasa, iwe wakatsika pasi. Ku mira kurega kuita chawanga uchimboita. Kana chinhu chakaita sewachi cha mira chinenge charegedza kufamba kana kushanda. Kana mwoyo wemunhu wa mira anenge ava kuda kurutsa. Kana chirombo chemurume cha mira chinenge chazvimba nekunzwa kuda.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.