Shona Definition
Kuti dzedu kuruma kwekugudura chinhu. Gudo rakaisa ipwa mumukanwa maro, rikaiti dzedu kamwe chete.
English Translation
The bite of snapping a piece off something. The baboon put the sugarcane in its mouth and bit it off dzedu in one go.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Tinogarodhibhisa mombe dzedu kuti dzisaite madari.”
from dari“Patakasvika parwizi, mvura yaive yakawanda chaizvo, zvokuti takatokwinya hembe dzedu kuti tiwane kuyambuka.”
from -kwinya“Baba vakangoerekana vati kwiti kubva kuHarare tisingambovafungira, zvekuti vakatiwana takatosasana hedu neshamwari dzedu dzepamoyo.”
from kwiti“Pataiyambuka rwizi takasimudza hembe dzedu ndokudzikunya kuti dzisanyorove mumvura.”
from -kunya“Takatapudza huku dzedu nokutengesa.”
from -tapudza“Baba vakangoerekana vati kwiti kubva kuHarare tisingambovafungira, zvekuti vakatiwana takatosasana hedu neshamwari dzedu dzepamoyo.”
from kwiti