DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

dendere

Shona Definition

Munhu akati dendere nenzira anofamba achingotevedza iyo chete asingatsauki. Mai pavakaona mwana odziya muviri, vakamubereka ndokuti dendere nenzira yokuchipatara.

English Translation

Describes travelling straight along a road, following it alone without turning aside. Example: when the mother saw the child had a fever, she carried him on her back and went dendere along the road to the hospital.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries