DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

denhu

Shona Definition

Kana nzvimbo yakati denhu inenge yakadzikira. Kana uchiti denhu unenge uchiita kuti chimwe chinhu chitange kuitika. Kuti denhu kuita zvinhu zvinotsamwisa umwe munhu pasina zvaakutadzira. Kuti denhu kudzika kunoita chinhu, chichifamba pakadzikira chichibva pakakwirira. Kuti denhu kubuda kunoita zvinhu zvichibva pazvanga zviri zvichienda pasi. denhe .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries