Shona Definition
Kana uchiti denga unenge wafamba wakananga nzvimbo imwe chete. Paakanzwa mhere akabva ati denga nenzira akanangako.
English Translation
Describes setting off and going straight towards one particular place. Example: when he heard the scream he went denga along the road, heading straight there.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Iri idenderedzwa riri pasi, rouswa hunopfekerwa panopfurirwa denga reimba.”
from darauswa“Uyu muti unombotanga kuiswa pakati pemba panenge pachivakwa denga remba, asi uchizobviswa kana ramira.”
from gundumbwiri“Kana denga rakati gwirididi rinenge rakadzivirwa namakore.”
from gwirididi“Guti imvura nhete inonaya musi wakunenge kwakatibikira makore denga rose.”
from guti“Kuti ja ja ja kuvhinza kunoita mvura mumudziyo wakabooka kana kuti denga remba risina kupfirirwa zvakanaka.”
from ja ja ja“Kana munhu akawana chinhu chaanogaroshaya anoswera achiita seachabata denga rechinomwe achinge anovhaira nomufaro.”
from Vatsva vetsambo (chena) / kudzisungira vanozviringa