Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kana chinhu chikati bibiri chinenge chadonhera pasi chobva chazara tsvina. Kuti bibiri kudzinga kana kutinha zvinhu kuti zvibve pazvanga zviri. Katsi yakati makonzo bibiri achibva adzokera muzumbu maanga abuda.
English Translation
Used when something has fallen to the ground and become covered in dirt; also of driving or chasing things away so that they leave where they were, as in: The cat sent the mice scattering and they went back into the nest they had come out of.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.