Used in other entries
“Nyahoko munhu abva zera, zvikuru wechirume.”
from nyahoko“Iri izwi rinoshandiswa nevanhu vechikuru kana vachidaidza kana kutaura nevana vadiki kwavari, vangangoita zera revazukuru vavo ivo.”
from muzukuru“Pfonda mutambo waitambwa nemukomana nemusikana vabve zera, vamwe vavo vachiuchira maoko vakavakomberedza.”
from pfonda“Kireshi kachikoro kanoenda kundotandara vana vadiki vasati vasvika zera rokupinda chikoro chaicho.”
from kireshi“Ku kura kubva paudiki uchienda pane rimwe zera repamusoro.”
from -kura“Pachinzvimbo chokuti munhu ararame dzamara achembera, mumwe munhu anofa achine zera diki nokuda kwokushaya hanya noupenyu hwake.”
from Kunofa kakuruwo / tsombo itsva isati yagaka musika