Ku zarirwa kutadza kufema zvakanaka nekuda kwechipfuva chinorwadza, kana kuti nekuda kweshungu. Akazarirwa neshungu anzwa kuti musha wake wapazwa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.