Vhevhe munhu anonyengera vanhu kuti vamupe zvaanenge achida, asi asingazovapi zvaanenge avavimbisa. Vhevhe rakatora huku yangu, asi nanhasi harisati randipa mari yangu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.