DuraMazwi
Browse Words
Words

-vhandanyuka

Shona Definition

Kana zvinhu zva vhandanyuka zvinenge zvisisina kurongeka zvakanaka, kana kuti zvavhurika kana kubvujunuka, izvo zvambenge zvakavharirwa pamwe.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.