Used in other entries
“mbuyawasha, vambuyawasha, vambuya .”
from mbuya“Ava ndimai vambuya.”
from sarumai“Ava ndimbuya vambuya.”
from sarumbuya“Abinga nekusabvunza vambuya kuti vamuka sei.”
from -binga“Ukaroorera vambuya vanofarira kudya twomukuwasha.”
from Kuroorera mbuya ngarara wapinza udyi mumba.“Pavabereki nehama dzomusikana dzose vambuya ndivo vaunofanira kuzivisisa.”
from Kuwana ndimbuya