Used in other entries
“Chiva rudzi rwenyoka hobvu, ine musoro wakapamhama, isina hasha zvakanyanya asi iine uturu hwakasimba.”
from chiva“Horera kanhu kanenge kamunzwa kane uturu, kanosiyiwa munyama nenyuchi painoruma munhu kana mhuka.”
from horera“Ndara inyoka hombe ine musoro wakapashamara nemuswe mupfupi inouraya, nokumonera sezvo isina uturu.”
from ndara“Iyi inyoka ine uturu nemavara matema nemachena, inosimudza musoro nekuzvimbisa musoro nemutsipa kana yatsamwa.”
from nyamafingu“Mhangara inyoka inogara mumiti, ine uturu hunouraya.”
from mhangara“Mhungu inyoka huru nhema inowanzogara muzvuru, ine uturu hunouraya.”
from mhungu