DuraMazwi
Browse Words
Words

-urunga

Shona Definition

Ku urunga kugadziridza chinhu, kunyanya chichiri kuumbwa, kuti chive chakatenderera. Ku urunga kusvinyangwa kunoitwa ivhu panoumbwa hari.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.