DuraMazwi
Browse Words
Words

unauna

Shona Definition

Kana mashizha ati unauna anenge asvava, ava kuoma. Kana munhu ati unauna , anenge ava kupera simba nokuneta kana kurwara.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.