Browse Words
Shona Definition
Ukuru chinhanho chekunge munhu ayaruka kubva muupwere, ava munhu anozvimirira ega. Mwana asvikirwa nemudzimu apihwa ukuru. Ukuru chinhanho chekuva nemakore akapfuura evamwe. Ukuru chinzvimbo chomunhu ari pamusoro pevamwe kubasa kana mumba. ANTONYMS uduku.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Saizi ukuru hwechipfeko kana zvimwewo zvinhu.”
from saizi“Tsanga uswa ukuru ukobvu, hunomera murwizi kana pakanyorova zvikuru.”
from tsanga“Faira mudziyo wesimbi unoshandiswa pakukwiza dzimwe simbi, kuti dzitsetseke kana kuita ukuru hwaunenge uchida.”
from faira