Used in other entries
“Kana mudziviro uchi dziuka unenge uchibva paunege wakavhara.”
from -dziuka“Kana uchi dziura unenge uchivhura pakavharwa.”
from -dziura“Kana uchi dzivirira unenge uchiita kuti chinokuvadza chisasvika pane anoda kukuvadzwa.”
from -dzivirira“Kana uchi dziya moto unenge wakagara pedyo nawo uchida kuti usatonhorwa.”
from -dziya“Kana uchi fukusa mwoto unenge uchiugofa-gofa kuti ugonyatsobaka.”
from -fukusa“Kana uchi dududza unenge uchifamba uchidzokera shure asi iwe wakatarisa kwauri kubva.”
from -dududza