DuraMazwi
Browse Words
Words

tutyu

Shona Definition

Kuti tutyu kubaya zviri mukati zvichibuda. Akati tutyu ranjisi nebanga, richibva rabuda muto.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.