DuraMazwi
Browse Words
Words

tunduma

Shona Definition

Kuti tunduma kukwirira kwepanenge pakazvimba. tunduru . Kana munhu akati tunduma anenge asina mufaro, zvokuti muromo unenge wakamonywa, uye akanyarara. tundururu .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries