Browse Words
Shona Definition
Kuti tudzu kungoerekana munhu ava panzvimbo yakakwirira. Takamuona ati tudzu pamusoro pechuru. Kuti tudzu kureba zvokupfuura zvimwe zvose. Imba yemuzinda webhangi guru remuZimbabwe yakati tudzu muguta reHarare.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.