Used in other entries
“Nhengwana rudzi rwetswanda diki pane dengu, asi yakakura kudarika dzimwe tswanda dzese.”
from nhengwana“Murara rudzi rwemuti une mashizha anorukiswa heti, kana tswanda nezvekuwaridza mumba.”
from murara“Murimo mabasa emaoko anoitwa senzira yekuzvivaraidza nayo, zvakafanana nekuruka tswanda.”
from murimo“tswanda”
from swanda“Uku kuzarisa kunoita tswanda kana mugomo neupfu, kana chibage, kana zvimwewo.”
from mupfumvumvu“Muruka rudzi rwemuti unowanzowanikwa pedyo nenzizi, une midzi inoshandiswa kuruka tswanda.”
from muruka