Ku tsvinga kusungirira mapango akachinjikwa pamapango akadzimikwa. Ku tsvinga kuisira mumwe gumbo rako mberi kwake kuti awe. -pinga, -piya, -piringisha
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.