DuraMazwi
Browse Words
Words

-tsvemeredza

Shona Definition

Ku tsvemeredza kuita kuti vanhu kana zvimwe zvinhu zvive pedo napedo. Ku tsvemeredza kunamatidza zvinhu zvakaita semapuranga panhu pamwe.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.