Used in other entries
“Iri igondo guru kudarika mamwe ose, rinogona kubata kana tsuro.”
from dorambudzi“Kana tsuro ikati mbetu unenge wangoiona kwenguva diki.”
from mbetu“tsuro Magen'a munhu akangwara uye ane undyire, zvekuti anenge achifananidzwa natsuro magen'a wemungano.”
from magen'a“Kuti kwara kwara kumhanya kwemhuka ine matsimba akaparadzana, seeshumba kana tsuro.”
from kwara kwara“Meshi mauswa akanyorovera anoiswa munokandirira huku, kana kuti munogara tsuro dzinochengetwa pamusha.”
from meshi“Ichi chikamu cheura chinogara nhoko dzemhuka dzakaita sembudzi, tsuro nemakwai.”
from mutsinganhoko